Jobho 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi murume akagwinya anofa, orara akundwa;Uye munhu wepanyika anofa, zvino ari kupi?+ Pisarema 78:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Akaramba achiyeuka kuti vakanga vari venyama,+Kuti simba roupenyu riri kubuda uye haridzoki.+ Ruka 12:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda mweya wako.+ Saka, zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+ Jakobho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+
20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda mweya wako.+ Saka, zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+
14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+