Eksodho 32:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga ataura kuti aizoitira vanhu vake.+ Dheuteronomi 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Pazvinhu zvakatsaurwa kuti zviparadzwe hapana kana chimwe chete chinofanira kunamatira paruoko rwako,+ kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru,+ akuitire ngoni uye akunzwire ngoni+ nokukuita kuti uwande, sezvaakapikira madzitateguru ako.+ Dheuteronomi 32:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake+Uye achazvidemba pamusoro pevashumiri vake,+Nokuti achaona kuti hapasisina chinotsigiraUye panongova nomunhu asina mubatsiri uye asina zvaanobatsira. Pisarema 135:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha acharwira mhosva yevanhu vake,+Uye achazvidemba pamusoro pevashumiri vake.+ Amosi 7:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha akazvidemba pamusoro peizvi.+ “Hazvizoitiki,” Jehovha akadaro.
17 Pazvinhu zvakatsaurwa kuti zviparadzwe hapana kana chimwe chete chinofanira kunamatira paruoko rwako,+ kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru,+ akuitire ngoni uye akunzwire ngoni+ nokukuita kuti uwande, sezvaakapikira madzitateguru ako.+
36 Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake+Uye achazvidemba pamusoro pevashumiri vake,+Nokuti achaona kuti hapasisina chinotsigiraUye panongova nomunhu asina mubatsiri uye asina zvaanobatsira.