Isaya 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Munhu akaipa ane nhamo!—Ane dambudziko; nokuti achaitirwa sezvaakaitawo nemaoko ake!+ Maraki 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Muchaonazve kusiyana kwomunhu akarurama nomunhu akaipa,+ kwouya anoshumira Mwari nouya asina kumushumira.”+
18 Muchaonazve kusiyana kwomunhu akarurama nomunhu akaipa,+ kwouya anoshumira Mwari nouya asina kumushumira.”+