Jobho 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Matende evapambi haanetseki,+Uye vaya vanotsamwisa Mwari vakachengetekaSouya anounza mwari ari muruoko rwake.+ Pisarema 37:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ndakaona munhu akaipa anodzvinyirira+Achitandavara somuti wakasvibirira uri muivhu rawo.+ Jeremiya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Haiwa Jehovha, imi makarurama+ pandinonyunyuta kwamuri, kunyange pandinotaura nemi nezvenyaya dzokutonga. Nei nzira yevakaipa iriyo yabudirira,+ zvokuti vose vari kunyengera ndivo vasinganetseki? Maraki 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Panguva ino tiri kuti vanhu vanozvikudza vanofara.+ Uyewo, vanoita zvakaipa vakavakwa.+ Vakaedzawo Mwari uye vanoramba vasingarangwi.’”+
6 Matende evapambi haanetseki,+Uye vaya vanotsamwisa Mwari vakachengetekaSouya anounza mwari ari muruoko rwake.+
12 Haiwa Jehovha, imi makarurama+ pandinonyunyuta kwamuri, kunyange pandinotaura nemi nezvenyaya dzokutonga. Nei nzira yevakaipa iriyo yabudirira,+ zvokuti vose vari kunyengera ndivo vasinganetseki?
15 Panguva ino tiri kuti vanhu vanozvikudza vanofara.+ Uyewo, vanoita zvakaipa vakavakwa.+ Vakaedzawo Mwari uye vanoramba vasingarangwi.’”+