Isaya 60:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vanhu vako, vose zvavo vachava vakarurama;+ vachaita kuti nyika yacho ive yavo nokusingagumi,+ nhungirwa yandakadyara,+ basa remaoko angu,+ kuti ndipiwe runako.+
21 Vanhu vako, vose zvavo vachava vakarurama;+ vachaita kuti nyika yacho ive yavo nokusingagumi,+ nhungirwa yandakadyara,+ basa remaoko angu,+ kuti ndipiwe runako.+