Pisarema 78:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Vakaedza Mwari mumwoyo mavo+Nokukumbirira mweya yavo zvokudya.+ 1 VaKorinde 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ngatiregeiwo kuedza Jehovha,+ sevamwe vavo vakamuedza,+ vakazongoparadzwa nenyoka.+ VaHebheru 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 pandakaedzwa nemadzitateguru enyu nomuedzo, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu+ kwemakore makumi mana.+
9 pandakaedzwa nemadzitateguru enyu nomuedzo, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu+ kwemakore makumi mana.+