1 Makoronike 16:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira.+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+ Pisarema 97:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+ Isaya 37:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+ Isaya 44:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndiani akaumba mumwe mwari kana kuti akaumba mufananidzowo zvawo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Wave usingambobatsiri.+ Jeremiya 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Imi muti kwavari: “Vanamwari+ vasina kuita matenga nenyika ndivo vachaparara panyika+ uye pasi pematenga aya.” 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
26 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira.+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+
7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+
19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+
10 Ndiani akaumba mumwe mwari kana kuti akaumba mufananidzowo zvawo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Wave usingambobatsiri.+
11 Imi muti kwavari: “Vanamwari+ vasina kuita matenga nenyika ndivo vachaparara panyika+ uye pasi pematenga aya.”
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+