Pisarema 67:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapoka emarudzi ngaafare ashevedzere nomufaro,+Nokuti muchatonga marudzi nokururama;+Kana ari mapoka emarudzi, muchaatungamirira ari panyika. Sera. Pisarema 98:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+ 1 Petro 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Paakanga achitukwa,+ haana kutanga kutukawo.+ Paakanga achitambura,+ haana kutanga kutyisidzira, asi akaramba achizviisa kune uya+ anotonga zvakarurama.
4 Mapoka emarudzi ngaafare ashevedzere nomufaro,+Nokuti muchatonga marudzi nokururama;+Kana ari mapoka emarudzi, muchaatungamirira ari panyika. Sera.
9 Pamberi paJehovha, nokuti auya kuzotonga nyika.+Iye achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokururama.+
23 Paakanga achitukwa,+ haana kutanga kutukawo.+ Paakanga achitambura,+ haana kutanga kutyisidzira, asi akaramba achizviisa kune uya+ anotonga zvakarurama.