Pisarema 72:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+ VaHebheru 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho. Zvakazarurwa 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+
8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+
2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho.
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+