Dheuteronomi 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+ VaRoma 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Saka, nyaya yacho ndeyei? Kana vamwe vasina kuratidza kutenda,+ kushayiwa kwavo kutenda zvichida kuchaita kuti kutendeka+ kwaMwari kushaye basa here?+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
3 Saka, nyaya yacho ndeyei? Kana vamwe vasina kuratidza kutenda,+ kushayiwa kwavo kutenda zvichida kuchaita kuti kutendeka+ kwaMwari kushaye basa here?+