Pisarema 69:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Denga nenyika ngazvimurumbidze,+Makungwa nezvinhu zvose zvinofamba-famba mazviri.+ Isaya 49:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+