RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 10:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Vagari vepazvitsuwa zvemarudzi vakapararira munyika dzavo vachibva kune ivava, vamwe nevamwe maererano norurimi rwavo, maererano nemhuri dzavo, nemarudzi avo.

  • Isaya 60:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Nokuti zvitsuwa zvicharamba zvichitarira kwandiri,+ uyewo ngarava dzeTashishi+ dziine tariro sepakutanga, kuti dziunze vanakomana vako kubva kure,+ vaine sirivha yavo nendarama yavo,+ vachienda kuzita+ raJehovha Mwari wako nokuMutsvene waIsraeri,+ nokuti achange aita kuti uve akanaka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe