RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ini ndichapfuura nomunyika yeIjipiti usiku ihwohwo+ ndouraya matangwe ose ari munyika yeIjipiti, kubvira kumunhu kusvikira kumhuka;+ uye ndichatonga vanamwari vose veIjipiti.+ Ndini Jehovha.+

  • Eksodho 18:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”

  • Pisarema 86:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Pakati pavanamwari hapana akaita semi, haiwa Jehovha,+

      Uyewo hapana mabasa akaita seenyu.+

  • VaHebheru 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi paanounzazve Dangwe+ rake panyika inogarwa, iye anoti: “Ngirozi dzose dzaMwari+ ngadzimupfugamire.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe