Revhitiko 26:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho. Dheuteronomi 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira. Ruka 1:54 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 Ayamura Israeri mushandi wake,+ achimunzwira ngoni,+
42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.
31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.