Pisarema 93:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+ Zvakazarurwa 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+
93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+