1 Samueri 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanhu vaiva mumusasa waiva mumunda nevanhu vose veboka revarwi vanorinda vakabva vadedera;+ uye uto revapambi+ rakadedera, kunyange ivo, uye nyika yakatanga kudengenyeka,+ kukava kudedera kwakabva kuna Mwari.+ Jobho 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye anoita kuti nyika idengenyeke iri munzvimbo yayo,Zvokuti mbiru+ dzayo dzinodedera. Pisarema 82:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Havana kuziva, uye havanzwisisi;+Vanoramba vachifamba-famba murima;+Nheyo dzose dzenyika dzinozununguswa.+ Ezekieri 38:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndichataura ndiine godo,+ ndiri mumoto wokushatirwa kwangu kukuru.+ Chokwadi kudengenyeka kukuru kuchaitika panyika yaIsraeri pazuva iroro.+
15 Vanhu vaiva mumusasa waiva mumunda nevanhu vose veboka revarwi vanorinda vakabva vadedera;+ uye uto revapambi+ rakadedera, kunyange ivo, uye nyika yakatanga kudengenyeka,+ kukava kudedera kwakabva kuna Mwari.+
5 Havana kuziva, uye havanzwisisi;+Vanoramba vachifamba-famba murima;+Nheyo dzose dzenyika dzinozununguswa.+
19 Ndichataura ndiine godo,+ ndiri mumoto wokushatirwa kwangu kukuru.+ Chokwadi kudengenyeka kukuru kuchaitika panyika yaIsraeri pazuva iroro.+