Dheuteronomi 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mufare pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu nevanasikana venyu nevarandarume venyu nevarandasikana venyu nomuRevhi ari mukati memagedhi enyu, nokuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+ Nehemiya 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akati kwavari: “Endai, mudye zvinhu zvakakora, munwe zvinhu zvinotapira, mutumire migove+ yezvokudya kune uyo asina chaagadzirirwa; nokuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, musarwadziwa, nokuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.” VaFiripi 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Garai muchifara munaShe.+ Ndinotizve, Farai!+
12 Mufare pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu nevanasikana venyu nevarandarume venyu nevarandasikana venyu nomuRevhi ari mukati memagedhi enyu, nokuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+
10 Akati kwavari: “Endai, mudye zvinhu zvakakora, munwe zvinhu zvinotapira, mutumire migove+ yezvokudya kune uyo asina chaagadzirirwa; nokuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, musarwadziwa, nokuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”