Pisarema 101:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Maziso angu ari pane vakatendeka vari panyika,+Kuti vagare neni.+Munhu anofamba nenzira isina mhosva,+Ndiye achandishumira.+
6 Maziso angu ari pane vakatendeka vari panyika,+Kuti vagare neni.+Munhu anofamba nenzira isina mhosva,+Ndiye achandishumira.+