Pisarema 119:83 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 83 Ndava sehombodo+ iri muutsi.Asi handina kukanganwa mirau yenyu.+ Jakobho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+
14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+