RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 30:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Ganda rangu rava dema+ uye radonha richibva pandiri,

      Mapfupa angu apisa nokuda kwokuoma.

  • Pisarema 31:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti upenyu hwangu hwaguma neshungu,+

      Uye makore angu nokugomera.+

      Simba rangu rapedzwa nokukanganisa kwangu,+

      Uye mapfupa angu aneta.+

  • Mariro 1:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Akatumira moto mumapfupa angu+ uchibva kumusoro, uye anokunda rimwe nerimwe.

      Akatambanudzira tsoka dzangu mambure.+ Akandidzorera shure.

      Akaita kuti ndive mukadzi akasiyiwa. Zuva rose ndinorwara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe