RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 102:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Mwoyo wangu warohwa sezvinomera uye waoma,+

      Nokuti ndakanganwa kudya zvokudya zvangu.+

  • Isaya 40:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Uswa hwakasvibirira hwaoma, ruva raoma,+ nokuti mhepo yokufema yaJehovha icharifuridza.+ Chokwadi vanhu uswa hwakasvibirira.+

  • Jakobho 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 uye mupfumi+ pamusoro pokuninipiswa kwake, nokuti achapfuura seruva rezvinomera.+

  • 1 Petro 1:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokuti “vanhu vose vakaita souswa, uye runako rwavo rwose rwakaita seruva rouswa;+ uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe