2 Samueri 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+ Pisarema 130:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iye achadzikinura Israeri mukukanganisa kwake kwose.+ Isaya 43:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Ini—ndini Iye ari kudzima+ kudarika+ kwako nokuda kwangu,+ uye handizoyeuki zvivi zvako.+
13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+