2 Makoronike 18:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino iye akati: “Naizvozvo inzwai shoko raJehovha:+ Ndaona Jehovha akagara pachigaro chake choumambo,+ uto rose+ rokumatenga rakamira pedyo naye, kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.+ Dhanieri 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Paiva norukova rwomoto rwaiyerera ruchibuda pamberi pake.+ Paiva nezviuru zvine chiuru zvairamba zvichimushumira,+ uye zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi zvairamba zvimire pamberi pake chaipo.+ Kutonga+ kwakatanga, mabhuku akavhurwa.
18 Zvino iye akati: “Naizvozvo inzwai shoko raJehovha:+ Ndaona Jehovha akagara pachigaro chake choumambo,+ uto rose+ rokumatenga rakamira pedyo naye, kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.+
10 Paiva norukova rwomoto rwaiyerera ruchibuda pamberi pake.+ Paiva nezviuru zvine chiuru zvairamba zvichimushumira,+ uye zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi zvairamba zvimire pamberi pake chaipo.+ Kutonga+ kwakatanga, mabhuku akavhurwa.