Pisarema 65:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+
9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+