Isaya 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ose pamwe chete achasiyirwa shiri dzinodya nyama dzomumakomo uye mhuka dzepanyika.+ Shiri dzinodya nyama dzichapedzera zhizha pazviri, uyewo mhuka dzose dzepanyika dzichapedzera nguva yokukohwa pazviri.+
6 Ose pamwe chete achasiyirwa shiri dzinodya nyama dzomumakomo uye mhuka dzepanyika.+ Shiri dzinodya nyama dzichapedzera zhizha pazviri, uyewo mhuka dzose dzepanyika dzichapedzera nguva yokukohwa pazviri.+