Genesisi 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mwari akabva atumidza chiedza kuti Masikati,+ asi rima akaritumidza kuti Usiku.+ Manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rokutanga. Pisarema 74:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Masikati ndeenyu; nousikuwo ndohwenyu.+Imi ndimi makagadzira chinovheneka, iro zuva.+ Isaya 45:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose izvi,+ kuumba chiedza+ nokusika rima,+ kuita rugare+ nokusika dambudziko.+
5 Mwari akabva atumidza chiedza kuti Masikati,+ asi rima akaritumidza kuti Usiku.+ Manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rokutanga.
7 Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose izvi,+ kuumba chiedza+ nokusika rima,+ kuita rugare+ nokusika dambudziko.+