Dheuteronomi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+
9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+