Genesisi 17:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe,+ kuti ndiite kuti uwande kwazvo.”+ Genesisi 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+ Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+ Nehemiya 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makawana mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu;+ naizvozvo makaita sungano+ naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori nevaPerizi nevaJebhusi nevaGigashi, kuti muipe vana vake;+ uye makaita zvamakataura, nokuti makarurama.+ Ruka 1:73 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 73 mhiko yaakapikira Abrahamu tateguru vedu,+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
8 Makawana mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu;+ naizvozvo makaita sungano+ naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori nevaPerizi nevaJebhusi nevaGigashi, kuti muipe vana vake;+ uye makaita zvamakataura, nokuti makarurama.+