VaHebheru 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Saizvozvo Mwari, paakada kunyatsoratidza vagari venhaka+ yechipikirwa kusachinjika+ kwezvaakaronga, akapindira achiita mhiko,
17 Saizvozvo Mwari, paakada kunyatsoratidza vagari venhaka+ yechipikirwa kusachinjika+ kwezvaakaronga, akapindira achiita mhiko,