Eksodho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akabva atsamwira Mosesi kwazvo, akati: “Aroni muRevhi haasi mukoma wako here?+ Ndinoziva kuti anogona kutaura zvakanaka. Uyezve, tarira ari kuuya kuzokuchingura. Paachakuona, achafara kwazvo mumwoyo make.+ Eksodho 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira, ndakuita kuti uve Mwari kuna Farao,+ uye Aroni mukoma wako achava muprofita wako.+ Eksodho 28:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “Zvino iwe swededza pedyo newe Aroni mukoma wako nevanakomana vake vaainavo vabve pakati pevanakomana vaIsraeri kuti ave mupristi wangu,+ Aroni,+ Nadhabhi naAbhihu,+ Eriyezari naItamari,+ vanakomana vaAroni. Numeri 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvichaitika ndezvokuti, murume wandichasarudza,+ tsvimbo yake ichatungira, uye ndichanyaradza kundigunun’unira+ kwevanakomana vaIsraeri, kwavari kukugunun’unirai.”+ 1 Samueri 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino Samueri akati kuvanhu: “Jehovha ndiye chapupu, uyo akashandisa Mosesi naAroni uye akabudisa madzitateguru enyu munyika yeIjipiti.+
14 Jehovha akabva atsamwira Mosesi kwazvo, akati: “Aroni muRevhi haasi mukoma wako here?+ Ndinoziva kuti anogona kutaura zvakanaka. Uyezve, tarira ari kuuya kuzokuchingura. Paachakuona, achafara kwazvo mumwoyo make.+
7 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira, ndakuita kuti uve Mwari kuna Farao,+ uye Aroni mukoma wako achava muprofita wako.+
28 “Zvino iwe swededza pedyo newe Aroni mukoma wako nevanakomana vake vaainavo vabve pakati pevanakomana vaIsraeri kuti ave mupristi wangu,+ Aroni,+ Nadhabhi naAbhihu,+ Eriyezari naItamari,+ vanakomana vaAroni.
5 Zvichaitika ndezvokuti, murume wandichasarudza,+ tsvimbo yake ichatungira, uye ndichanyaradza kundigunun’unira+ kwevanakomana vaIsraeri, kwavari kukugunun’unirai.”+
6 Zvino Samueri akati kuvanhu: “Jehovha ndiye chapupu, uyo akashandisa Mosesi naAroni uye akabudisa madzitateguru enyu munyika yeIjipiti.+