Eksodho 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+
15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+