Mateu 22:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako”’?+ Mabasa 2:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+ 1 VaKorinde 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vose pasi petsoka dzake.+ VaHebheru 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+ VaHebheru 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+
44 ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako”’?+
13 Asi pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+
13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+