RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Uchaaputsa netsvimbo youmambo yesimbi,+

      Uchaaputsa-putsa somudziyo womuumbi.”+

  • Pisarema 45:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Enda ubudirire+ nokubwinya kwako;

      Tasva bhiza rako nokuda kwechokwadi nokuzvininipisa nokururama,+

      Ruoko rwako rworudyi ruchakurayiridza zvinhu zvinotyisa.+

  • Pisarema 45:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Miseve yako yakapinza—marudzi anoramba achiwira pasi pako+—

      Mumwoyo yevavengi vamambo.+

  • Mateu 24:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Panguva iyoyo chiratidzo choMwanakomana womunhu+ chichaoneka kudenga, uye ipapo madzinza ose epanyika achazvirova achichema,+ uye achaona Mwanakomana womunhu achiuya ari pamakore okudenga nesimba nokubwinya kukuru.+

  • Ruka 19:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Uyewo, uyai pano nevavengi vangu vaya vakanga vasingadi kuti ndive mambo wavo, muvauraye pamberi pangu.’”+

  • Zvakazarurwa 1:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Tarira! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ose achamuona,+ nevaya vakamubaya;+ uye madzinza ose enyika achazvirova nemhaka yeshungu nokuda kwake.+ Chokwadi, Ameni.

  • Zvakazarurwa 6:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ndakaona, uye, tarira! bhiza jena;+ uye akanga akaritasva+ akanga aine uta;+ akapiwa korona,+ uye akabuda achikunda+ kuti apedzise kukunda kwake.+

  • Zvakazarurwa 11:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe