Pisarema 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi imi, haiwa Jehovha, muri nhoo kumativi angu ose,+Kukudzwa+ kwangu uye Iye anosimudza musoro wangu.+ Pisarema 37:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Jehovha achavabatsira, ovapukunyutsa.+Achavapukunyutsa pavanhu vakaipa, ovaponesa,+Nokuti vakapotera kwaari.+ Pisarema 40:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi ini ndinotambudzika uye ndiri murombo.+Jehovha anondifunga.+Muri mubatsiri wangu noMupukunyutsi wangu.+Haiwa Mwari wangu, musanyanya kunonoka.+ Pisarema 70:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi ini ndinotambudzika uye ndiri murombo.+Haiwa Mwari, kurumidzai kuita chimwe chinhu nokuda kwangu.+Muri mubatsiri wangu noMupukunyutsi wangu.+Haiwa Jehovha, musanyanya kunonoka.+ Pisarema 144:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndiye mutsa wangu worudo nenhare yangu,+Nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka noMupukunyutsi wangu,+Nhoo+ yangu noMunhu wandakapotera kwaari,+Iye anokunda marudzi achiaisa pasi pangu.+
3 Asi imi, haiwa Jehovha, muri nhoo kumativi angu ose,+Kukudzwa+ kwangu uye Iye anosimudza musoro wangu.+
40 Jehovha achavabatsira, ovapukunyutsa.+Achavapukunyutsa pavanhu vakaipa, ovaponesa,+Nokuti vakapotera kwaari.+
17 Asi ini ndinotambudzika uye ndiri murombo.+Jehovha anondifunga.+Muri mubatsiri wangu noMupukunyutsi wangu.+Haiwa Mwari wangu, musanyanya kunonoka.+
5 Asi ini ndinotambudzika uye ndiri murombo.+Haiwa Mwari, kurumidzai kuita chimwe chinhu nokuda kwangu.+Muri mubatsiri wangu noMupukunyutsi wangu.+Haiwa Jehovha, musanyanya kunonoka.+
2 Ndiye mutsa wangu worudo nenhare yangu,+Nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka noMupukunyutsi wangu,+Nhoo+ yangu noMunhu wandakapotera kwaari,+Iye anokunda marudzi achiaisa pasi pangu.+