Genesisi 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvinhu izvi zvaitika, shoko raJehovha rakasvika kuna Abramu pane zvaakaratidzwa,+ richiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+ Dheuteronomi 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+ 2 Samueri 22:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mwari wangu ndiye dombo rangu.+ Ndichapotera kwaari,Ndiye nhoo+ yangu nenyanga+ yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka,+Ndiye nzvimbo yangu yokutizira,+ Muponesi wangu;+ munondiponesa pakuitirwa zvechisimba.+ Zvirevo 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Achachengetera vanhu vakarurama uchenjeri hunobatsira;+ iye inhoo yevaya vanofamba vakavimbika,+ Ruka 1:69 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 69 Atimutsira nyanga+ yoruponeso mumba momushandi wake Dhavhidhi,
15 Zvinhu izvi zvaitika, shoko raJehovha rakasvika kuna Abramu pane zvaakaratidzwa,+ richiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nokuti nzira dzake dzose ndedzokururamisira.+NdiMwari akatendeka,+ asina kusaruramisira;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
3 Mwari wangu ndiye dombo rangu.+ Ndichapotera kwaari,Ndiye nhoo+ yangu nenyanga+ yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka,+Ndiye nzvimbo yangu yokutizira,+ Muponesi wangu;+ munondiponesa pakuitirwa zvechisimba.+