Eksodho 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+ Pisarema 68:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imbirai Mwari, imbirai zita rake+ rwiyo;Imbirai rwiyo Iye anotasva nomumapani erenje+SaJah, iro zita rake;+ uye farai pamberi pake; Pisarema 150:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chinhu chose chinofema—ngachirumbidze Jah.+Rumbidzai Jah!+ Isaya 38:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mupenyu, iye mupenyu, ndiye anogona kukurumbidzai,+Sezvandinogona kuita nhasi.+Baba vanogona kupa vanakomana vavo zivo+ pamusoro pokutendeka kwenyu. Zvakazarurwa 19:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Pashure pezvinhu izvi ndakanzwa inzwi guru rakanga rakaita sereboka guru revanhu vaiva kudenga.+ Vakati: “Rumbidzai Jah!+ Ruponeso+ nokukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu,+
2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+
4 Imbirai Mwari, imbirai zita rake+ rwiyo;Imbirai rwiyo Iye anotasva nomumapani erenje+SaJah, iro zita rake;+ uye farai pamberi pake; Pisarema 150:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chinhu chose chinofema—ngachirumbidze Jah.+Rumbidzai Jah!+ Isaya 38:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mupenyu, iye mupenyu, ndiye anogona kukurumbidzai,+Sezvandinogona kuita nhasi.+Baba vanogona kupa vanakomana vavo zivo+ pamusoro pokutendeka kwenyu. Zvakazarurwa 19:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Pashure pezvinhu izvi ndakanzwa inzwi guru rakanga rakaita sereboka guru revanhu vaiva kudenga.+ Vakati: “Rumbidzai Jah!+ Ruponeso+ nokukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu,+
19 Mupenyu, iye mupenyu, ndiye anogona kukurumbidzai,+Sezvandinogona kuita nhasi.+Baba vanogona kupa vanakomana vavo zivo+ pamusoro pokutendeka kwenyu.
19 Pashure pezvinhu izvi ndakanzwa inzwi guru rakanga rakaita sereboka guru revanhu vaiva kudenga.+ Vakati: “Rumbidzai Jah!+ Ruponeso+ nokukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu,+