Jobho 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+ 1 Timoti 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hapana chatingabuda nacho.+
21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+