Mabasa 26:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvisinei, ndinoramba ndichipupurira vose vakuru nevaduku kusvikira nhasi, nokuti ndakawana rubatsiro+ runobva kuna Mwari, asi pasina chandinotaura kunze kwezvinhu zvakataurwa mune Zvakanyorwa nevaprofita+ uyewo Zvakanyorwa naMosesi+ kuti zvaizoitika, Zvakazarurwa 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+ Zvakazarurwa 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Uyewo, inzwi rakabuda pachigaro choumambo rikati: “Rumbidzai Mwari wedu, imi mose varanda vake,+ vanomutya, vaduku nevakuru.”+
22 Zvisinei, ndinoramba ndichipupurira vose vakuru nevaduku kusvikira nhasi, nokuti ndakawana rubatsiro+ runobva kuna Mwari, asi pasina chandinotaura kunze kwezvinhu zvakataurwa mune Zvakanyorwa nevaprofita+ uyewo Zvakanyorwa naMosesi+ kuti zvaizoitika,
18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+
5 Uyewo, inzwi rakabuda pachigaro choumambo rikati: “Rumbidzai Mwari wedu, imi mose varanda vake,+ vanomutya, vaduku nevakuru.”+