Isaya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Taurai, kuti zvichava zvakanaka kumunhu akarurama,+ nokuti vachadya zvibereko zvezvavakaita.+ VaHebheru 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+
6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+