Mateu 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Vanofara vaya vanochema, nokuti vachanyaradzwa.+ Johani 16:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Muchachema nokuungudza, asi nyika ichafara; muchashungurudzwa,+ asi shungu dzenyu dzichachinjwa kuva mufaro.+
20 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Muchachema nokuungudza, asi nyika ichafara; muchashungurudzwa,+ asi shungu dzenyu dzichachinjwa kuva mufaro.+