Dheuteronomi 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+ Pisarema 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Runofara rudzi runa Mwari warwo anonzi Jehovha,+Ivo vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+