Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+ 1 Madzimambo 8:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Nokuti ndimi makavatsaura kuti vave nhaka yenyu pamarudzi ose enyika,+ sezvamakataura muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi+ pamaibudisa madzitateguru edu muIjipiti, haiwa Changamire Ishe Jehovha.” 1 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+
53 Nokuti ndimi makavatsaura kuti vave nhaka yenyu pamarudzi ose enyika,+ sezvamakataura muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi+ pamaibudisa madzitateguru edu muIjipiti, haiwa Changamire Ishe Jehovha.”
9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+