Pisarema 112:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 112 Rumbidzai Jah!+א [ʼAʹleph]*Anofara munhu anotya Jehovha,+ב [Behth]Akafarira+ kwazvo mirayiro+ yake. Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
112 Rumbidzai Jah!+א [ʼAʹleph]*Anofara munhu anotya Jehovha,+ב [Behth]Akafarira+ kwazvo mirayiro+ yake.
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+