Dheuteronomi 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari+ naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba uye anotyisa,+ asina waanosarura+ uyewo asingagamuchiri pfumbamuromo,+ Isaya 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti, tarirai! Ishe wechokwadi,+ Jehovha wemauto, ari kubvisa muJerusarema+ nomuJudha zvinoraramisa nezvinosimbisa, zvokudya zvose zvinoraramisa nemvura yose inoraramisa,+
17 Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari+ naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba uye anotyisa,+ asina waanosarura+ uyewo asingagamuchiri pfumbamuromo,+
3 Nokuti, tarirai! Ishe wechokwadi,+ Jehovha wemauto, ari kubvisa muJerusarema+ nomuJudha zvinoraramisa nezvinosimbisa, zvokudya zvose zvinoraramisa nemvura yose inoraramisa,+