RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 1:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 akati:

      “Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+

      Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+

      Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+

      Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+

  • Jobho 10:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Naizvozvo makandibudisireiko muchibereko?+

      Ndingadai ndakafa, zvokuti hapana kana ziso raizondiona,

  • Pisarema 127:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Tarirai! Vanakomana inhaka inobva kuna Jehovha;+

      Chibereko chedumbu mubayiro.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe