Pisarema 31:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ini—ndakavimba nemi, haiwa Jehovha.+Ndakati: “Muri Mwari wangu.”+ Johani 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akati kwaari: “Rega kundinamatira. Nokuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi chienda kuhama dzangu+ uti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba+ vangu naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”+
17 Jesu akati kwaari: “Rega kundinamatira. Nokuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi chienda kuhama dzangu+ uti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba+ vangu naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”+