Nehemiya 9:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Makapa mudzimu+ wenyu wakanaka kuti muvaite vakangwara, hamuna kunyima miromo yavo mana yenyu,+ uye makavapa mvura kuitira nyota yavo.+ Johani 14:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Asi mubatsiri, iwo mudzimu mutsvene, uchatumirwa naBaba muzita rangu, iwoyo uchakudzidzisai zvinhu zvose nokukuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakakuudzai.+
20 Makapa mudzimu+ wenyu wakanaka kuti muvaite vakangwara, hamuna kunyima miromo yavo mana yenyu,+ uye makavapa mvura kuitira nyota yavo.+
26 Asi mubatsiri, iwo mudzimu mutsvene, uchatumirwa naBaba muzita rangu, iwoyo uchakudzidzisai zvinhu zvose nokukuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakakuudzai.+