1 Makoronike 29:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro. Jobho 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti isu tinongova vazuro,+ uye hapana chatinoziva,Nokuti mazuva edu panyika akaita somumvuri.+ Jobho 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Anobuda seruva, ogurwa,+Anotiza somumvuri+ uye haarambi aripo. Pisarema 102:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mazuva angu akaita somumvuri wapera,+Uye ini ndaoma sezvinomera.+ Muparidzi 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi hazvizombofambiri zvakanaka munhu akaipa,+ uyewo haazowanzi mazuva ake akaita somumvuri,+ nokuti haatyi Mwari.+
15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro.
13 Asi hazvizombofambiri zvakanaka munhu akaipa,+ uyewo haazowanzi mazuva ake akaita somumvuri,+ nokuti haatyi Mwari.+