Pisarema 119:72 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 72 Mutemo+ womuromo wenyu wakanaka kwandiri,+Kupfuura zviuru zvendarama nesirivha.+ Mateu 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Mutemo+ kana kuti Zvakanyorwa nevaprofita. Handina kuuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa;+ Ruka 2:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uyewo, mazuva okuvanatsa+ maererano nomutemo waMosesi paakakwana, vakakwira naye kuJerusarema kuti vamuise kuna Jehovha, VaRoma 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanoita+ zvinodiwa nomutemo vachanzi vakarurama.+ VaRoma 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti tinoziva kuti Mutemo ndewomudzimu;+ asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa kuti ndive muranda wechivi.+ VaRoma 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndinofarira+ mutemo waMwari maererano nomunhu+ wandiri nechomukati, VaRoma 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 asi Israeri, kunyange zvazvo aitevera mutemo wokururama, haana kusvika pamutemo.+
17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Mutemo+ kana kuti Zvakanyorwa nevaprofita. Handina kuuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa;+
22 Uyewo, mazuva okuvanatsa+ maererano nomutemo waMosesi paakakwana, vakakwira naye kuJerusarema kuti vamuise kuna Jehovha,
13 Nokuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanoita+ zvinodiwa nomutemo vachanzi vakarurama.+
14 Nokuti tinoziva kuti Mutemo ndewomudzimu;+ asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa kuti ndive muranda wechivi.+