2 Samueri 16:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvichida Jehovha achaona+ neziso rake, uye chokwadi Jehovha achandiitirazve zvakanaka panzvimbo pokutuka kwake nhasi.”+ 1 Madzimambo 8:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+ Pisarema 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Anozorodza mweya wangu.+Anonditungamirira mumakwara okururama nokuda kwezita rake.+ Ezekieri 18:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “‘Munhu akaipa paanotendeuka pane zvakaipa zvake zvaakaita, oruramisira uye oita zvakarurama,+ ndiye achachengetedza mweya wake uri mupenyu.+ Ezekieri 33:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 munhu wacho akaipa akadzorera chinhu chaakatora kuti ambofanobata,+ akaripa zvinhu zvaakatora nougororo,+ akafamba nemirau youpenyu nokurega kuita zvisina kururama,+ chokwadi acharamba achirarama.+ Iye haazofi. VaRoma 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+
12 Zvichida Jehovha achaona+ neziso rake, uye chokwadi Jehovha achandiitirazve zvakanaka panzvimbo pokutuka kwake nhasi.”+
47 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa,+ vakadzoka,+ vakakukumbirai+ kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza+ uye takakanganisa,+ takaita zvakaipa’;+
27 “‘Munhu akaipa paanotendeuka pane zvakaipa zvake zvaakaita, oruramisira uye oita zvakarurama,+ ndiye achachengetedza mweya wake uri mupenyu.+
15 munhu wacho akaipa akadzorera chinhu chaakatora kuti ambofanobata,+ akaripa zvinhu zvaakatora nougororo,+ akafamba nemirau youpenyu nokurega kuita zvisina kururama,+ chokwadi acharamba achirarama.+ Iye haazofi.
5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+